Duramazwi
tsamwisa
disappoint · disappointing · infuriate · irritate · offend · offensive · provocative · upset
Duramazwi
disappoint · disappointing · infuriate · irritate · offend · offensive · provocative · upset
Kushatirisa.
Kushatirisa.
Hope dzaizivisa kuti midzimu yatsamwa, kune hondo uye zvikonzero zveurwere mumusha kana paine chatsamwisa vadzimu.
Kuti tokonyo kuita zvinhu zvinotsamwisa mumwe uchiitira kuti mukakavadzane.
Chigumbu kuva nenyaya yakakutsamwisa, iyo inokurwadza, uye yausati waregerera akaiita.
Duramazwi
01 / 03tsana
Kupfuvura nenzira yehupenyu.
VerengaSwipe for the next word