KwaunobvaDuramazwiRrimandi

Duramazwi · zita

rimandi

Zvinoreva

Kana munhu achiri kutongerwa mhosva ari parimandi, anenge anzi azodzokazve neumwe musi kuti agozotongwa nedare.

1

2

Rimandi inzvimbo iri kujere kana mukamba yemapurisa, inogariswa vanhu vanenge vachipomerwa mhosva, vanenge vane nyaya dzisati dzapera kutongwa.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rimbindi

Kuti rimbindi kurara kwechinhu chikuru, kuratidza kuti chakazorora zvakanyanya. Chipe-mbere chakati pabvute rimbindi chadya mukonde.

Verenga

Swipe for the next word