Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rikiti kuwira pasi kwechinhu chinorema.
1

Kana zvinhu zvikati rikiti rikiti zvinenge zvichidonha zvine mutsindo, zvakawanda. Mengo dzakati rikiti rikiti kubva mumuti.
Jira rakanga rakayanikwa pa waya rakati wirikiti pasi pakauya mhepo huru.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rikiti rikiti
Kana zvinhu zvikati rikiti rikiti zvinenge zvichidonha zvine mutsindo, zvakawanda. Mengo dzakati rikiti rikiti kubva mumuti.
VerengaSwipe for the next word