Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rimbindi kurara kwechinhu chikuru, kuratidza kuti chakazorora zvakanyanya. Chipe-mbere chakati pabvute rimbindi chadya mukonde.
1

Pirimbindi inzvimbo ine mawere anotyisa pagomo.
2
Kana chinhu chikanzi chati rimbindi chinenge chakarara pasi chafa kana kuti chisina simba rokuzvibatsira. Paakadhumwa nemotokari akabva angoti pasi rimbindi asisina simba.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rimbirimbi
Rimbirimbi imhashu inotungamirira dzimwe dzese padzinenge dzichibhururuka dzakaita gwasira.
VerengaSwipe for the next word