KwaunobvaDuramazwiRrikita

Duramazwi

rikita

-rakasha-rinha-dusha-rokosha-dhonora

Zvinoreva

Kana ukarikita munhu unenge wamurova zvakanyanya.

1

Kana ukarikita munhu unenge wamurova zvakanyanya.

Kana angave mai kana tete, havachina ruramo yekungorikita mwana kana muzukuru wavo.

Kana munhu achinzi anorikita chikafu anenge achidya zvakanyanya, zvine makaro mukati.

Kana ukarikita munhu unenge wamurova zvakanyanya.

2

Kana munhu achinzi anorikita chikafu anenge achidya zvakanyanya, zvine makaro mukati.

Zvakafanana

-rakasha · -rinha · -dusha · -rokosha · -dhonora

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rikiti

Kuti rikiti kuwira pasi kwechinhu chinorema.

Verenga

Swipe for the next word