Duramazwi
Zvinoreva
Kudonhedzera chinhu panzvimbo kuchikandira pakaderera.
1
Kudonhedzera chinhu panzvimbo kuchikandira pakaderera.
Kuti tekenu kuputsa kana kutsemura chinhu mushure mekunge wachidonhedzera pasi.
Kubhomba kudonhedzera mabhambo pavanhu kana kuti nzvimbo nechinangwa chekuparadza.
Kuvheredzera munyu mumuriwo kuunokora neminwe nekuudonhedzera zvishoma nezvishoma.
2
Kana uchidonhedzera nzungu kana chibage mumunda, unenge uchiteera mushure mevane vachirima negejo uchizvikanda kuti vegejo vaya vazokuteerawo vachizvivhara.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03donhodzo
Donhodzo imvura kana chinwiwa chinoita kuti unzwe zviri nani kana wanga wambopiswa zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word