Duramazwi · zita
Zvinoreva
Donhodzo imvura kana chinwiwa chinoita kuti unzwe zviri nani kana wanga wambopiswa zvakanyanya.
1

Donhodzo mazwi anonyaradza munhu anenge ane zvinomunetsa.
Donhodzo imvura inonaya mushure mekunge kwamboita nzara.
2

3
Donhodzo mazwi anonyaradza munhu anenge ane zvinomunetsa.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03donhwe
drip
VerengaSwipe for the next word