KwaunobvaDuramazwiSsumudza

Duramazwi

sumudza

Zvinoreva

Kusimudza chinhu pamberi pevanhu kuitira kuchiratidza.

1

Kusimudza chinhu pamberi pevanhu kuitira kuchiratidza.

Murume wokusumudza masimbi akati saga romunyu tiringindi, akaritadza.

Kuti nyadzu kusumudza zvinorema. Akati zigate ramasvusvu nyadzu, ndokutiza naro.

Kana uchidzana unenge uchitamba uchisumudza makumbo nokugiya pasi zvakanyanya.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sumudzira

Kupfuurira kusimudza mberi.

Verenga

Swipe for the next word