KwaunobvaDuramazwiTtira

Duramazwi

tira

Zvinoreva

Kutira kujairira nhamo kana marwadzo.

1

Kutira kujairira nhamo kana marwadzo.

Kutira kuve nomoyo murefu, wokukwanisa kumiririra zvinonetsa usingadzokeri sure.

Unhinhi kutira kwemunhu asingateti kana kurwadziwa nekurohwa.

Kutira kujairira nhamo kana marwadzo.

2

Kutira kuve nomoyo murefu, wokukwanisa kumiririra zvinonetsa usingadzokeri sure.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tirambeti

Tirambeti chiridzwa chebhosvo rinoridziswa mimhanzi richiita zvokufuridzwa.

Verenga

Swipe for the next word