Duramazwi
Zvinoreva
Kukwadabuka kubvisika kwechinhu chakanamira pane chimwe.
1

Kana chironda chakwadabuka chinenge chabva ganda repamusoro, posara pachionekwa nyama tsvuku.

2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwadabura
Kukwadabura kubvisa chinhu pachakanamirwa.
VerengaSwipe for the next word