Duramazwi
Zvinoreva
Kuteverera kuramba uchiendawo kwose kwaenda mumwe iwe uchifamba uri mumashure.
1
Kuteverera kuramba uchiendawo kwose kwaenda mumwe iwe uchifamba uri mumashure.
Jengamai mwana asingadi kusiyana namai vake, anongovateverera kwese kwavaenda.
Kuteverera kuramba uchiendawo kwose kwaenda mumwe iwe uchifamba uri mumashure.
Kuti nderendere kufamba uri mumashure memunhu kana chimwewo chifambiso, asi usiri kuchiteverera.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tewa
Kana muti uchitewa unenge uchikura zvikuru, zvinoyevyedza.
VerengaSwipe for the next word