KwaunobvaDuramazwiEedzesera

Duramazwi

edzesera

rehearse

Zvinoreva

Kuedzesera mumwe munhu kutevedzera maitiro ake.

1

Kuedzesera mumwe munhu kutevedzera maitiro ake.

Ku-edzesera kuitawo chinhu nepako pa-unokwanisa. Handisi muimbi ane mbiri zvangu, asi kuchechi ndinomboedzeserawo.

Kana Tadiwa akabvunzisisa aipedzesera azonzi uchamuziva nekufamba kwenguva.

Zvaisazoita kuti Tadiwa atange kusvika Tanaka ozopedzesera ivo vanhu vanosisvikirana mazuva ose.

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

ee

Ndaona achifamba akaisa kamu mumusoro achiedzesera zvaakaona mubhaisikopo.

Verenga

Swipe for the next word