Duramazwi
Zvinoreva
Muchina yerubatsiro pamberi.
1
Muchina yerubatsiro pamberi.
Kana munhu achiti anokuvedzenga anenge achireva kuti anogona kukucheka nebanga.
Kuvedzenga kucheka nyama kuti ive midzonga yekuyanika kuti ikasire kuoma.
Kana ukavedzenga rekeni unenge waicheka kuti iite zvipande zvitete, kazhinji zvakaenzana.
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03edzerera
Kuedzerera kuita chinhu asi usinganyatsochiita nemazvo, nokuda kwekukonewa kana kuti uchingonyengedza vanhu.
VerengaSwipe for the next word