KwaunobvaDuramazwiEedzerera

Duramazwi

edzerera

-edzesera-tevedzera

Zvinoreva

Kuedzerera kuita chinhu asi usinganyatsochiita nemazvo, nokuda kwekukonewa kana kuti uchingonyengedza vanhu.

1

Kuedzerera kuita chinhu asi usinganyatsochiita nemazvo, nokuda kwekukonewa kana kuti uchingonyengedza vanhu.

Musipwi muti unoreba chaizvo, une hunde inotsveedzerera uye unokura wakatwasuka.

Musari zvinyamanyama zvinotsvedzerera, zvinobudirana pamwe nemhuru ichangozvarwa.

Kutsvenenzveka kuchekererwa zvakaenzana nokutsvedzerera kwechivezwa kana zvimwewo.

Zvakafanana

-edzesera · -tevedzera

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

edzerwa

Kana muroyi akaedzerwa anenge abatwa nechiedza chokuuya kwezuva ramangwanani asati asvika kumba kwake.

Verenga

Swipe for the next word