Duramazwi
Zvinoreva
Ndaona achifamba akaisa kamu mumusoro achiedzesera zvaakaona mubhaisikopo.
Ee izwi rinoshandiswa paya panenge pachimbotsvaka nyakutaura mazwi okuti aenderere mberi nenyaya yake.
Tinoshandisa ee kubvuma zvinenge zvavhunzwa.

Ku-edzesera kuitawo chinhu nepako pa-unokwanisa. Handisi muimbi ane mbiri zvangu, asi kuchechi ndinomboedzeserawo.
Ee, vamwe vakangoti muromo mumhuno pfo-o.
Asikana, makaona kuti mvura yakanaya chose gore rino? Ee peno.
Ee izwi rinoshandiswa paya panenge pachimbotsvaka nyakutaura mazwi okuti aenderere mberi nenyaya yake.
Hama vadiwa, ee, nyaya yandinayo yakandiomera kutaura.
Ee, vamwe vakangoti muromo mumhuno pfo-o.
Tinoshandisa ee kubvuma zvinenge zvavhunzwa.
Hama vadiwa, ee, nyaya yandinayo yakandiomera kutaura.
Ee izwi rinoshandiswa paya panenge pachimbotsvaka nyakutaura mazwi okuti aenderere mberi nenyaya yake.
Tinoshandisa ee kubvuma zvinenge zvavhunzwa.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03eeka
Tinoshandisa eeka tichibvuma zvine kushatirwa, kana kuramwa, kana kusvotesa mukati.
VerengaSwipe for the next word