KwaunobvaDuramazwiEeeka

Duramazwi

eeka

Zvinoreva

Tinoshandisa eeka tichibvuma zvine kushatirwa, kana kuramwa, kana kusvotesa mukati.

1

Tinoshandisa eeka tichibvuma zvine kushatirwa, kana kuramwa, kana kusvotesa mukati.

Eeka, zvavaita ndizvo zvinoitwa.

Tinoshandisa eeka tichibvuma zvine kushatirwa, kana kuramwa, kana kusvotesa mukati.

2

Tinoshandisa eeka kupindura munhu waunenge uchifunga kuti ari kubvunza zviri pachena kana kuti zvawambomuudza kare.

Zvine chekuita

ee

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

efu

Efu inzvanyira inowani kwa pakati pae-e najii mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.

Verenga

Swipe for the next word