Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kutaridza kuti zvaari kuda kuita anotozviita chete pasina kukahadzika.
1
Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kutaridza kuti zvaari kuda kuita anotozviita chete pasina kukahadzika.
Revai: Uchati-za basa here futi nhasi? Takura: Kutyei?
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kutyisidzira
intimidation
VerengaSwipe for the next word