Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti e-ezve anenge achiratidza kushamisika nezvinenge zvichiitika kana zvinenge zvataurwa.
1

2
Kana munhu achiti e-ezve anenge achibvumira zvinenge zvichitaurwa nemunhu waanenge achifunga kuti ari kuramba kubvunza zvaanoziva kana zviri pachena.
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03ebetsero
auxiliary
VerengaSwipe for the next word