KwaunobvaDuramazwiEe-e

Duramazwi

e-e

Zvinoreva

Tinoshandisa e-e kana tichida kuratidza kusvora kana kuzvidza kunoita mumwe munhu pamaitiro ake.

1

E e e, ini zvekuteedzerwa vasikana handizvide.

Tinoshandisa e-e kana tichishamisika nezvinenge zvaitika kana kuti zvataurwa.

Tinoshandisa e-e kana tichida kuratidza kusvora kana kuzvidza kunoita mumwe munhu pamaitiro ake.

2

Tinoshandisa e-e kana tichishamisika nezvinenge zvaitika kana kuti zvataurwa.

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

e e e

Tinoshandisa e e e kuratidza kuti hatibvumirani nezvinhu zvinenge zvava kuda kuitwa nemumwe munhu.

Verenga

Swipe for the next word