Duramazwi
ehe
yes
Duramazwi
yes
Tinoshandisa ehe kubvumirana nezvinenge zvichitaurwa kana kuvhunzwa.
Tinoshandisa ehe kubvumirana nezvinenge zvichitaurwa kana kuvhunzwa.
Musamurambire ini ndini ndiri kuziva zvandiri kutaura, ehe anogona achiita seane hunhu pamberi penyu asi nhemha dzake dzoga-dzoga.
Amai Zvauya: (Vachishamisika) Ehe ndipo pano paVaZvauya.
Vatete: Ehe kuenda tingaende zvedu, asi zivai kuti mhosva haivigwe mushashiko, rina manyanga hariputirwe.
Tinoshandisa ehe kana tichigutsurira nekukurudzira kuti munhu aenderere mberi nenyaya.
Duramazwi
01 / 03ehe-e
Kana munhu achiti ehe-e anenge achidavirira nokubvumirana nezvinenge zvichitaurwa.
VerengaSwipe for the next word