KwaunobvaDuramazwiEehe-e

Duramazwi

ehe-e

Zvinoreva

Kana munhu achiti ehe-e anenge achidavirira nokubvumirana nezvinenge zvichitaurwa.

1

Pairondedzerwa nyaya mukuru ainge achingoti _"Ehe-e."_

Kana munhu achiti ehe-e anenge achidavirira nokubvumirana nezvinenge zvichitaurwa.

Munhu anogona kuti ehe-e kana ayeuchidzwa zvinhu zvaanga akoshiwa.

2

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

ehede

Kana munhu achiti ehede anenge achisekerera kufarira zvinenge zvichitaurwa.

Verenga

Swipe for the next word