Duramazwi02 / 03eyavheniEyavheni chiumbwa chine maburi chinovakirirwa pamadziro emba, nechemudenga kuitira kuti mumba mugokwanisa kupinda mweya wakanaka.Verenga→
Duramazwi03 / 03eyiEyi izwi rinoshandiswa kuratidza kuti munhu ashatirwa, uye kuti amushatirisa wacho anofanira kuchenjerera. Ukaramba wondidaro ndinozokurova. Eyi!Verenga→