Duramazwi
Zvinoreva
Eyi izwi rinoshandiswa kuratidza kuti munhu ashatirwa, uye kuti amushatirisa wacho anofanira kuchenjerera. Ukaramba wondidaro ndinozokurova. Eyi!
1
Eyi izwi rinoshandiswa kuratidza kuti munhu ashatirwa, uye kuti amushatirisa wacho anofanira kuchenjerera. Ukaramba wondidaro ndinozokurova. Eyi!
Ndakatanga kunzwa maungira andisina kunzwisisa kuti aiva eyi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03ezera
Kuezera kucheka zvakatsetseka.
VerengaSwipe for the next word