KwaunobvaDuramazwiEeyavheni

Duramazwi · zita

eyavheni

Zvinoreva

Eyavheni chiumbwa chine maburi chinovakirirwa pamadziro emba, nechemudenga kuitira kuti mumba mugokwanisa kupinda mweya wakanaka.

1

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

eyi

Eyi izwi rinoshandiswa kuratidza kuti munhu ashatirwa, uye kuti amushatirisa wacho anofanira kuchenjerera. Ukaramba wondidaro ndinozokurova. Eyi!

Verenga

Swipe for the next word