KwaunobvaDuramazwiPparudza

Duramazwi

parudza

Zvinoreva

ka kwechinhu chakaoma. Pavakaramba vachidziisa ngoma iri pedo nemoto yakazongoti paru kutsemuka. 5 Kana hana ikati paru inenge yorova nokukurumidza mushure mokuvhunduswa.

Kana zvitutu zvembambaira zvaparudza zvinenge zvatsemuka mitswe inotaridza kuti dzatokura muivhu imomo.

1

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

paruka

Kana ganda romunhu rakaparuka rinenge rakacheneruka uye rine tumitsetse, zvikuru kana kune mhepo uye risina kuzorwa mafuta.

Verenga

Swipe for the next word