KwaunobvaDuramazwiPparuka

Duramazwi

paruka

Zvinoreva

Kana ganda romunhu rakaparuka rinenge rakacheneruka uye rine tumitsetse, zvikuru kana kune mhepo uye risina kuzorwa mafuta.

1

Kana hana yomunhu ikaparuka inenge yangotanga kurova nokukasira, zvikuru mushure mokuvhunduswa.

Kana munhu akati cheneru anenge ane chena kana kuti anenge akaparuka nepamusana pekusazora mafuta pamuviri.

Kana mihomba yembambaira yaparuka inenge yava nemitswe, zvichitaridza kuti mbambaira dzacho dzinenge dzakura.

2

Kana ngoma ichinzi yaparuka inenge yatsemuka.

3

Kana mihomba yembambaira yaparuka inenge yava nemitswe, zvichitaridza kuti mbambaira dzacho dzinenge dzakura.

4

Kana hana yomunhu ikaparuka inenge yangotanga kurova nokukasira, zvikuru mushure mokuvhunduswa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

parura

Kana uchiparura chinhu unenge uchitangira vamwe vose kuchiita.

Verenga

Swipe for the next word