KwaunobvaDuramazwiPparikira

Duramazwi

parikira

-chemera

Zvinoreva

Kuparikira kutsvaka mhinduro yechirahwe kuvanhu vanenge vachifanira kudongera chirahwe chacho.

1

Zvakafanana

-chemera

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

parira

Kana uchiparira munhu unenge uchitanga mhosva yakakura kwazvo, yaanozofanira kugadzirisa iye.

Verenga

Swipe for the next word