KwaunobvaDuramazwiPparidzira

Duramazwi

paridzira

-shumaira

Zvinoreva

Kuparidzira vanhu kufamba uchivataurira zvinhu zvose zvawakanzwa.

1

Kuparidzira vanhu kufamba uchivataurira zvinhu zvose zvawakanzwa.

Mufundisi munhu anoparidzira vanhu nokuvadzidzisa zvechitendero kana kuti vhangeri raMwari.

Kuparidzira vanhu kufamba uchivataurira zvinhu zvose zvawakanzwa.

Mubvuvi munhu anoparidzira vamwe shoko raMwari.

Zvakafanana

-shumaira

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

parika

[-barika] Kuparika kuita vakadzi vaviri kana kudarika pamurume mumwe chete.

Verenga

Swipe for the next word