KwaunobvaDuramazwiKketa

Duramazwi

keta

Zvinoreva

Kuketa kusarudza zvipfuwo kana kuti zvimwewo zvinhu zvaunoda, uchizvibudisa muzvizhinji kuti ugotora izvozvo bedzi.

1

Mupambadzi munhu anofamba achingotaura two- se twose netwaasingafanirwi kure- keta.

Kuketa kusarudza zvipfuwo kana kuti zvimwewo zvinhu zvaunoda, uchizvibudisa muzvizhinji kuti ugotora izvozvo bedzi.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word