KwaunobvaDuramazwiKketero

Duramazwi · zita

ketero

kettle

Zvinoreva

Ketero mudziyo wakagadzirwa nesimbi, wakada kufanana nepoto, uye unofashaidzirwa mvura.

1

Ketero mudziyo wakagadzirwa nesimbi, wakada kufanana nepoto, uye unofashaidzirwa mvura.

Ketero mudziyo wakagadzirwa nesimbi, wakada kufanana nepoto, uye unofashaidzirwa mvura.

Nheketero kuwirirana kunoita mazwi kokupedzisira kwemutsara munhetembo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

ketu ketu

Kuti ketu ketu kuverenga zvinhu uchiita chimwe chimwe, sezvaungaita mari yemapepa, uye uchikurumidza.

Verenga

Swipe for the next word