KwaunobvaDuramazwiKketu ketu

Duramazwi

ketu ketu

Zvinoreva

Kuti ketu ketu kuverenga zvinhu uchiita chimwe chimwe, sezvaungaita mari yemapepa, uye uchikurumidza.

1

Akabva anzi ketu ketu mari yake yose, kwaa kutoi-puwa ipapo.

Kuti ketu ketu kuverenga zvinhu uchiita chimwe chimwe, sezvaungaita mari yemapepa, uye uchikurumidza.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word