Duramazwi01 / 03keyatekaKeyateka munhu anoita basa rokuchengetedza nokuchenesa musha mukuru wakaita sechikoro.Verenga→
Duramazwi02 / 03keyiIyi inzvanyira inowanikwa pakati pajeyi naemu mumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.Verenga→
Duramazwi03 / 03kezaKeza chipfeko chemadzimai chakada kufanana nemasitokononzi, asi icho chakareba uye chichipfekwa kusvika kuzvidya.Verenga→