Duramazwi · zita
keteni
curtain
Duramazwi · zita
curtain
Keteni ijira rinoiswa pamafafitera nechinangwa chekudzivirira zuva, uye kuti vanhu vasaona zviri mukati memba.

Imba yavo ine maketeni matsva akanaka kwazvo.
Keteni mucheka wakasonwa, unoshandiswa kukamura mipanda mudzimba, kana kuvhara dariro rinoitirwa mitambo.

Dzimba dzomumikoto dzakaganhurwa mipanda nemaketeni.
Duramazwi
01 / 03ketero
kettle
VerengaSwipe for the next word