Duramazwi · zita
keshiya
cashier
Duramazwi · zita
cashier
Keshiya munhu anoita basa rekutambira mari dzinenge dzichibviswa kana kubhadharwa nevanhu munzvimbo dzakasiyana-siyana.

Keshiya wemubhawa umu anobiridzira vanhu vanenge vadhakwa chenji dzavo.
Keshiya munhu anoita basa rekutambira mari dzinenge dzichibviswa kana kubhadharwa nevanhu munzvimbo dzakasiyana-siyana.
Duramazwi
01 / 03keta
Kuketa kusarudza zvipfuwo kana kuti zvimwewo zvinhu zvaunoda, uchizvibudisa muzvizhinji kuti ugotora izvozvo bedzi.
VerengaSwipe for the next word