Duramazwi · zita
kero
address · addresses
Duramazwi · zita
address · addresses
Adhiresi.
Adhiresi.
Kuti munhu ashandisa tsambambozha anosungirwa kuvhurawo kero yacho.
Tsamba yoga yoga yaunonyora ichienda kushamwari kana kuhama unotarisirwa kuti uise kero imwe chete.
Nyora kero dzako nezuva rawanyora kuruboshwe kana kurudyi.
Duramazwi
01 / 03kerotsi
carrot
VerengaSwipe for the next word