Duramazwi · zita
adhiresi
address
Duramazwi · zita
address
Adhiresi ndekunosvikira tsamba, kunonyorwa pamusoro payo kana ichinge yava kutumirwa.
Adhiresi ndekunosvikira tsamba, kunonyorwa pamusoro payo kana ichinge yava kutumirwa.
Adhiresi ndekunosvikira tsamba, kunonyorwa pamusoro payo kana ichinge yava kutumirwa.
Kuposvo bhegi inhamba inonyorwa paadhiresi, kunova kunondosvikira tsamba.
Iri ibhuku rinowanikwa mazita enzvimbo neevanhu, maadhiresi avo nenhamba dzenhare dzavo, zvinhu izvi zvakanyorwa pachitevedzerwa arufabheti.
Duramazwi
01 / 03adhoputa
Kana munhu achinzi aadhoputa mwana anenge atora mwana asiri wake kuti amuchengete sowake pamutemo.
VerengaSwipe for the next word