Duramazwi · zita
adhaputa
adapter
Duramazwi · zita
adapter
Adhaputa kamudziyo kanopfekedzerwa papuragi yemagetsi kanoita kuti, kana zvinhu zvemagetsi zvakawanda zvikapfekedzerwa pakari, zvinogona kushanda zvose nguva imwe chete.
Adhaputa kamudziyo kanopfekedzerwa papuragi yemagetsi kanoita kuti, kana zvinhu zvemagetsi zvakawanda zvikapfekedzerwa pakari, zvinogona kushanda zvose nguva imwe chete.
Duramazwi
01 / 03adhenga
Adhenga rudzi rwejira rine shinda dzinoonekwa kuchinjikana, uye dzichikwanisa kuzvuuvika, rinoshandiswa kugadzira micheka yapamasofa.
VerengaSwipe for the next word