Duramazwi · zita
keriya
carrier
Duramazwi · zita
carrier
Keriya mudziyo wokutakurisa zvinhu unoiswa nechekumberi kana kumashure kwebhasikoro, uye pamusoro pemotokari.

Kana munhu akakera chinhu anenge akachitakura pabhasikoro kana pamusoro pemotokari ine keriya.
Keriya mudziyo wokutakurisa zvinhu unoiswa nechekumberi kana kumashure kwebhasikoro, uye pamusoro pemotokari.
Chihodha rudzi rwebhasikoro rine keriya yokutakurira zvinhu hombe uye inenge iri nechemberi kwebhasikoro racho.
Duramazwi
01 / 03kero
address
VerengaSwipe for the next word