KwaunobvaDuramazwiDdonzo

Zvinoreva

zvinogadziriswa micheka nezvimwewo, zvinoibva kubva pazvipudzi zvemutonje.

Pane zvemaumbirwo omutauro, donzo mashandisirwo anoitwa chirevo nemamwe mazwi kuumba chirevo chimwe chete.

Chirodzo.

1

Donzo rokuraira mwana nderekuti akure ane tsika dzakanaka.

Donzo chinangwa chikuru mune zvinenge zvichiitwa.

2

Donje mabhora eshinda anoshandiswa mabasa akasiyana sezvakaita muzvipatara.

3

Pane zvemaumbirwo omutauro, donzo mashandisirwo anoitwa chirevo nemamwe mazwi kuumba chirevo chimwe chete.

Donzo rokuraira mwana nderekuti akure ane tsika dzakanaka.

Pane zvemaumbirwo omutauro, donzo mashandisirwo anoitwa chirevo nemamwe mazwi kuumba chirevo chimwe chete.

Donzo chinangwa chikuru mune zvinenge zvichiitwa.

4

5

Chigayo.

Zvakafanana

kotoni · shinda · donzo rechiito

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

donzo [donzvo, dodzo]

Donzo chinangwa chikuru mune zvinenge zvichiitwa.

Verenga

Swipe for the next word