KwaunobvaDuramazwiNndongorera

Duramazwi · zita

ndongorera

Zvinoreva

Ndongorera ukosha husingaperi, hunopedzera vanhu mari nokurapisa murwere.

1

Ndongorera upenyu hwekungotambura, sokugara munhu uchingotsvinyirwa kana kutukwa.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndongwe

Ndongwe tupuka tunobhururuka, tunowanzofamba twakawanda, tunodya mbeu uye twunodyiwa nevanhu.

Verenga

Swipe for the next word