Duramazwi
Zvinoreva
Kubwaira nemeso (to blink).
1
Kubwaira nemeso (to blink).
Kunyoshwaira kufamba muuswa hwakareba chaizvo zvinoita kuti pabude ruzha.
Kunyahwaira kufamba wakakotamisa musoro nekuda kwenyadzi.
Kuti nyangi nyangi kufamba kokunyahwaira kuti munhu asvike asina kunzwikwa. Chimangowe chinoti nyangi nyangi kana chaona makonzo.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwakumukwaku
Uku kufamba kunoita datya richisvetuka-svetuka.
VerengaSwipe for the next word