KwaunobvaDuramazwiNnakidzwa

Duramazwi

nakidzwa

enjoy

Zvinoreva

Kuve neuso hune mufaro diki-duku (to be pleased/to enjoy).

1

Kuve neuso hune mufaro diki-duku (to be pleased/to enjoy).

Kana Vari saMaitakue vainge vonakidzwa zvemufirimu zvavo nezvavainge vaona.

Tinovimba wakadzidza ukanakidzwa nazvo.

Mbavha yatakanga tabata yakanyeruka patakanga tonakidzwa nenyaya.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nakira

Kana chinhu chakunakira chinenge chichikufadza.

Verenga

Swipe for the next word