Duramazwi
Naizvozvo
consequently · wherefore · therefore
Duramazwi
consequently · wherefore · therefore
Iri ishoko rinoshandiswa pakubatanidza pfungwa mumutsara.
Iri ishoko rinoshandiswa pakubatanidza pfungwa mumutsara.
Ndichaenda mangwana, naizvozvo ndichambondorongedza.
Naizvozvo, Tambaoga akazvitswinya kuti apepuke kubva muhope dzakaipisisa kudai.
Naizvozvo vakuru vedu havachina hanya nekuraira mwana weumwe wavanoona achirasa tsika.
Duramazwi
01 / 03naka
crimson
VerengaSwipe for the next word