KwaunobvaDuramazwiKkodzero

Duramazwi

kodzero

entitlement · franchise · qualification · rightly · rights

Zvinoreva

Kodzero chinhu chese chaunofanirwa kuwana kana kuitirwa pamutemo.

1

Kodzero chinhu chese chaunofanirwa kuwana kana kuitirwa pamutemo.

2

Kodzero mabatiro anofanira kuitwa munhu, anoenderana nechinzvimbo chake.

Mukuru webasa ane kodzero yekuranga vashandi vanenge vatsaudzira.

Mushandi wese ane kodzero yekuenda kunotsutsumwa kuvakuru kana ane nhuna dzaainadzo.

3

Kodzero kukosheswa nekubatwa kunofanira kuitwa munhu zvakafanana nevamwe, zvisinei kuti iye munhui, anei kana kuti mwana here kana munhu mukuru.

Mazuva ano madzimai ari kurwira kodzero dzavo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kodzo

Kuti kodzo kukurunga sadza kana bota nemugoti.

Verenga

Swipe for the next word