KwaunobvaDuramazwiKkodzo

Duramazwi

kodzo

Zvinoreva

Kuti kodzo kukurunga sadza kana bota nemugoti.

1

Kuti kodzo kodzo kutenderedza kwaunoita mugoti, uchikurunga kana kumona sadza paunenge uchiribika.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kodzo kodzo

Kuti kodzo kodzo kutenderedza kwaunoita mugoti, uchikurunga kana kumona sadza paunenge uchiribika.

Verenga

Swipe for the next word