Duramazwi · zita
chigadzirwa
product
Duramazwi · zita
product
Chigadzirwa chinhu chinoumbwa kana kumiswa kubva muzvinhu zvakaita sezvicherwa kana zvirimwa.
Chigadzirwa chinhu chinoumbwa kana kumiswa kubva muzvinhu zvakaita sezvicherwa kana zvirimwa.
Magirazi chigadzirwa chinobva pachicherwa chinogadziriswa mahwindo kana mabhotoro.
Chigadzirwa chinhu chese chinozoshandiswa chaumbwa nemaoko kana mufekitari.
Chifiro chigadzirwa chemuti chaisungirirwa kana kuroverwa vanhu vainge vatongerwa rufu.
Chigadzirwa chinhu chese chinozoshandiswa chaumbwa nemaoko kana mufekitari.
Duramazwi
01 / 03chigadzo
Chigadzo chinzvimbo chinovakirwa mumba, chinoiswa zvikomba pamusoro zvokugadzika hari kuti dzisadonha.
VerengaSwipe for the next word