Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chigadzo chinzvimbo chinovakirwa mumba, chinoiswa zvikomba pamusoro zvokugadzika hari kuti dzisadonha.
1

Chigadzo pasi pehari pakasandara. Hari isina chigadziko inonetsa kusenga.
Chigadzo mudziyo wakagadzirirwa kurongedza zvimwe zvinhu pauri. Nditambidzewo chigadzo chekenduru.
Chigadzo chinzvimbo chinovakirwa mumba, chinoiswa zvikomba pamusoro zvokugadzika hari kuti dzisadonha.
2
Chigadzo mudziyo wakagadzirirwa kurongedza zvimwe zvinhu pauri. Nditambidzewo chigadzo chekenduru.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chigagadu
Chigagadu munhu anotaura mhinduro dzinogumbura vamwe uyezve achiita sokuti mhinduro dzacho anogara akadziro-nga nguva dzose.
VerengaSwipe for the next word