Duramazwi
gororo
rover · robber
Duramazwi
rover · robber
Gororo munhu anotorera vanhu zvinhu zvavo muchivande kana kuti nechisimba.
Kuti gororo karuzha kanoitwa nechinhu chinenge chichikweshera pasi. Ndakanzwa gonhi kuti gororo ndikaziva kuti pane anga apinda mumba.

Zongororo kugonya zvaro asi shungu rinadzo.
Makororo varume vechidiki vanomukira rungwangwana vachiita basa panhimbe, vamwe vasati vauya.
Kuti gororo karuzha kanoitwa nechinhu chinenge chichikweshera pasi. Ndakanzwa gonhi kuti gororo ndikaziva kuti pane anga apinda mumba.
Gororo munhu anotorera vanhu zvinhu zvavo muchivande kana kuti nechisimba.
Kuti gororo karuzha kanoitwa nechinhu chinenge chichikweshera pasi. Ndakanzwa gonhi kuti gororo ndikaziva kuti pane anga apinda mumba.
Zongororo kugonya zvaro asi shungu rinadzo.
Duramazwi
01 / 03gorosi
wheat
VerengaSwipe for the next word