Duramazwi · zita
gorufu
golf
Duramazwi · zita
golf
Gorufu mutambo unoshandiswa tsvimbo dzokurovesa bhora munhu achihwinha nokuva anotanga kuripinza mukakomba kakagadzirwa munhandare.

Duramazwi
01 / 03gorwa
Gorwa chirimwa kana mudzi usingadyiki, kazhinji pamusana pekuvava zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word