KwaunobvaDuramazwiGgorwa

Duramazwi · zita

gorwa

Zvinoreva

Gorwa chirimwa kana mudzi usingadyiki, kazhinji pamusana pekuvava zvakanyanya.

Kuti gorwa kugara wakaparadzanisa makumbo.

1

Vatete nemuzukuru wavo vakange vakafuga machira kumeso vakamirira kushonongorwa.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gosa

Gosa izita rinotaura zvoukuru muimba youshe kuvaera Nguruve. Hatingagadzani ushe tega kuno vamwe vanaGosa vasati vasvika.

Verenga

Swipe for the next word